Sifa Lyrics

Brighter Day by Tembalami cover art

Tembalami - Brighter Day Lyrics

Artist:
Tembalami

Lyrics

Naka chete, naka chete
Chingoziva zvichanka chete
Brighter day, brighter day
Yes, it’s gonna be a brighter day
Naka chete, naka chete
Chingoziva zvichanka chete
Brighter day, brighter day
Yes, it’s gonna be a brighter day


Ndakamuona achichema
Hanzi ndaneta nehupenyu
Nhamo dzisingaperi
Kungondi momotera
Kovamwe vanokunda Seiko?
Kovenyika vanokunda Seiko? Teerera
Nyangwe zvinhu zvako zvose zvikawoma sei
Ziva hazvikuuraye
Ziva zvinhu zvose zvisinga kuuraye iwe
Zvinokusimbisa iwe
Nyangwe zvinhu zvako zvose zvikawoma sei
Ziva hazvikuuraye
Ziva zvinhu zvose zvisinga kuuraye iwe
Zvinokusimbisa iwe


Hold on, tomorrow is a brighter day
Hold on, tomorrow is a brighter day
Shinga, mangwana zvichanaka chete
Shinga iwe, mangwana zvichanaka chete


Though you face trials and tribulations
They’ll make you stronger
You’re pressed from every side but you’re not crushed
Just have a little faith and he will make a way
Remember his promises are yes and Amen


Nyangwe zvinhu zvako zvose zvikawoma sei
Ziva hazvikuuraye
Ziva zvinhu zvose zvisinga kuuraye iwe
Zvinokusimbisa iwe
Nyangwe zvinhu zvako zvose zvikawoma sei
Ziva hazvikuuraye
Ziva zvinhu zvose zvisinga kuuraye iwe
Zvinokusimbisa iwe


Hold on, tomorrow is a brighter day
Hold on, tomorrow is a brighter day
Shinga, mangwana zvichanaka chete
Shinga iwe, mangwana zvichanaka chete


One day the sun will rise again
Vhura meso ako, tarira kumabva zuva
Hona kuchema kwapera, hona mufaro wauya
Yes, it’s gonna be a brighter day
Yes, it’s gonna be a brighter day
Zvichanaka Zvichanaka Zvichanaka
Mangwana  zvichanaka chete, Zvichanaka
Shinga, mangwana zvichanaka chete
It’s gonna be a brighter day
It’s gonna be a brighter day
It’s gonna be a brighter day
It’s gonna be a brighter day
Hold on yeah, tomorrow is a brighter day


Video

Meaning & Inspiration

“Brighter Day” presents endurance as an act of faith amid exhaustion, hardship, and persistent trouble. Moving between Shona and English, the lyric answers despair with a steady promise that tomorrow can be brighter. Its repeated call to hold on does not deny suffering; instead, it portrays trials as pressures that can strengthen a person who continues to trust God. The image of sunrise after weeping gives the song a clear movement from pain toward restored joy.

The Christian hope becomes explicit in lines about faith, God making a way, and divine promises being ‘yes and Amen.’ That language closely echoes Paul’s assurance about God’s promises, while the description of being pressed but not crushed recalls his account of affliction and perseverance. The song therefore frames courage as confidence in God’s faithfulness rather than confidence in circumstances. Its closing repetition keeps attention on patient hope: darkness and tears are temporary, but God’s sustaining care remains.

Related Scripture

  • 2 Corinthians 4:8-9 Paul describes believers as pressed and persecuted, yet not crushed or abandoned.
  • 2 Corinthians 1:20 Paul says that all God’s promises find their Yes in Christ.
  • Psalm 30:5 The psalm contrasts a night of weeping with joy in the morning.