Joyfull Praise Choir - Tariro Yangu Lyrics

Lyrics

Muri mufudzi wangu,hapana chandinoshaya
Munondi vatisa pamafuro manyoro .ndichengetei
Tariro yangu iri mumaoka enyu kani baba
Pakufamba kwangu
Tenzi batai ruoko rwangu
Tariro yangu iri mumaoka enyu kani baba
Pakufamba kwangu
Tenzi batai ruoko rwangu
Muri mufudzi wangu,hapana chandinoshaya
Munondi vatisa pamafuro manyoro .ndichengeteiwo 
Tariro yangu iri mumaoka enyu kani baba
Pakufamba kwangu
Tenzi batai ruoko rwangu
Tariro yangu iri mumaoka enyu kani baba
Pakufamba kwangu
Tenzi batai ruoko rwangu

Jesu muri simba rangu kani,muri nhovo yangu baba
Zvese ndozviisa mumaoko enyuka,tenzi wangu
Tariro yangu iri mumaoka enyu kani baba
Pakufamba kwangu
Tenzi batai ruoko rwangu
Tariro yangu iri mumaoka enyu kani baba
Pakufamba kwangu
Tenzi batai ruoko rwangu
Tariro yangu iri mumaoka enyu kani baba
Pakufamba kwangu    
Tenzi batai ruoko rwangu
Tariro yangu iri mumaoka enyu kani baba
Pakufamba kwangu
Tenzi batai ruoko rwangu

Misi nenguva muchinyemwerera 
Andina mashoko asi kukutendai baba
Misi nenguva muchinyemwerera 
Andina mashoko asi kukutendai baba
Misi nenguva muchinyemwerera 
Andina mashoko asi kukutendai baba
Misi nenguva muchinyemwerera 
Andina mashoko asi kukutendai baba
Misi nenguva muchinyemwerera 
Andina mashoko asi kukutendai baba
Misi nenguva muchinyemwerera 
Andina mashoko asi kukutendai baba

Tariro yangu iri mumaoka enyu kani baba
Pakufamba kwangu    
Tenzi batai ruoko rwangu
Tariro yangu iri mumaoka enyu kani baba
Pakufamba kwangu
Tenzi batai ruoko rwangu
Tariro yangu iri mumaoka enyu kani baba
Pakufamba kwangu    
Tenzi batai ruoko rwangu
Tariro yangu iri mumaoka enyu kani baba
Pakufamba kwangu
Tenzi batai ruoko rwangu
Tenzi batai ruoko rwangu
Tenzi batai ruoko rwangu
Tenzi batai ruoko rwangu
Tenzi batai ruoko rwangu
Tenzi batai ruoko rwangu
Tenzi batai ruoko rwangu
Tenzi batai ruoko rwangu
Tenzi batai ruoko rwangu

Video

Joyfull Praise Choir - Tariro Yangu

Thumbnail for Tariro Yangu video
Loading...
In Queue
View Lyrics