Joyfull Praise Choir - Ishe Jeso Lyrics

Contents:

Ishe Jeso Lyrics

Ishe Jesu, Ndauya kwamuri
Pamuzuva angu ose panyika
Ndega handigone
Ishe Jesu, Ndauya kwamuri
Pamuzuva angu ose panyika
Ndega handigone
Ishe Jesu, Ndauya kwamuri
Pamuzuva angu ose panyika
Ndega handigone
Ishe Jesu, Ndauya kwamuri
Pamuzuva angu ose panyika
Ndega handigone

Muupenyu hwangu Baba
Pandinorarama Baba
Paripo pandofamba murima
Asi makati muchava chiedza changu
Chinovheneka pandotsika netsoka dzangu
Muupenyu hwangu Baba
Pandinorarama Baba
Paripo pandofamba murima
Asi makati muchava chiedza changu
Chinovheneka pandotsika netsoka dzangu

Ishe Jesu, Ndauya kwamuri
Pamuzuva angu ose panyika
Ndega handigone
Ishe Jesu, Ndauya kwamuri
Pamuzuva angu ose panyika
Ndega handigone

Auya muvengi kuzoba
Auya muvengi kuzoparadza
Asi makati , Mushoko renyu
You came to give life, Life in abundance
Auya muvengi kuzoba
Auya muvengi kuzoparadza
Asi makati , Mushoko renyu
You came to give life, life in abundance

Joyfull Praise Choir Songs

Related Songs