Sifa Lyrics

Kare Kare by Janet Manyowa cover art

Janet Manyowa - Kare Kare Lyrics

Artist:
Janet Manyowa

Lyrics

[Verse 1]


Patinoona ranhasi

Makariona kare

Kare, kare, kare

Maizviziva kare zvichabuda nhasi

Patinofunga mangwana

Tichishaya hope

Munoziva kare, kare, kare

Mangwana achadii




[Chorus]


Ndimi munoona zvose

Zvakavanzika, zvakafukidzwa

Hakuna chingavanzirwa imi

Hakuna chingakona imi

Mwari ndimi munoziva zvose

Zvatokumbira zvakanakisa

Hakuna chinganetsa imi

Hakuna chingakunda imi

(Hakuna chingakona imi)




[Verse 2]


Tibatirei kutedza

Timirire mangwana

Nekuti mangwana

Ari mumaoko enyu

Munozviziva kare, kare, kare

Zviriko mangwana




[Chorus]


Hakuna chinganetsa imi

Hakuna chingakona imi

Ndimi munoona zvose

Zvakavanzika, zvakafukidzwa

Hakuna chingavanzirwa imi

Hakuna chingakona imi

Mwari ndimi munoziva zvose

Zvatokumbira zvakanakisa

Hakuna chinganetsa imi

Hakuna chingakunda imi




[Bridge / Vamp]


Ishe makazviona kare, kare, kare

Muchizviziva kare, kare, kare

Makatiririra kare, kare, kare

Makatotanga kare, kare, kare

Makatigadzirira kare, kare, kare

Makabata kare, kare, kare

Makatopedza kare, kare, kare

Makatiririra kare, kare, kare

Makaronga kare, kare, kare

Makatopedza kare, kare, kare

Kare, kare, kare




[Outro]


Makariona kare

Kare, kare, kare

Makatopedza kare

Kare, kare, kare

Kare, kare, kare


Video