Itshokwadi/Ichokwadi - Surely The Presence of The Lord is Here

Mp3

Itshokwadi mwari varipo
(Itshokwadi yee)
Itshokwadi mwari varipo
Itshokwadi mwari varipo
Itshokwadi mwari varipo
(Repeat cycle x 4) .

(Oh oh oh surely)
Surely the presence of the Lord is here
(Oh oh oh surely)
Surely the presence of the Lord is here
Oh oh oh surely the Lord is here
Oh oh oh surely the Lord is here
(Repeat cycle x 2) .

(Usarambe)
Usarambe kudaiira
(Usarambe)
Usarambe kudaiira
Kana Jesu ouya
Achidaidza iwe
Kana Jesu ouya
Achidaidza iwe
(Repeat cycle x 2) .

(Knock knock)
Usarambe kudaiira
(Knock knock)
Usarambe kudaiira
Kana Jesu ouya
Acidaidza iwe
Kana Jesu ouya
Achidaidza iwe
(Repeat cycle x 2) .

(Gogo goyi)
Usarambe kudaiira
(Gogo goyi)
Usarambe kudaiira
Kana Jesu ouya
Achidaidza iwe
Kana Jesu ouya
Achidaidza iwe
(Repeat cycle x 2) .

(Ndofarira Jesu nekuti anondiitira mushe)
Mushe
(Ndofarira Jesu nekuti anondiitira bho)
Bho
(Ndofarira Jesu nekuti anondiitira zvose)
Zvose
(Ndofarira Jesu nekuti anondiitira nice)
Nice
(Anondiitira nice)
Nice
(Anondiitira nice)
Nice (Nice)
Nice (Nice)
Nice (Nice)
Nice .

(Usarambe)
Usarambe kudaira
(Usarambe)
Usarambe kudaira
Kana Jesu ouya achidaidza iwe
Kana Jesu ouya achidaidza iwe .

(Knock knock)
Usarambe kudaiira
(Knock knock)
Usarambe kudaiira
Kana Jesu ouya
Acidaidza iwe
Kana Jesu ouya
Achidaidza iwe
(Repeat cycle x 2) .

Dance dance .

(Gogo goyi)
Usarambe kudaiira
(Gogo goyi)
Usarambe kudaiira
Kana Jesu ouya
Achidaidza iwe
Kana Jesu ouya
Achidaidza iwe .

Other versions use Ichokwadi 
Meaning Surely .



Top Songs United States
Share:

Write a review/comment/correct the lyrics of Itshokwadi/ichokwadi - Surely The Presence Of The Lord Is Here :

0 Comments/Reviews